Eksodo 7:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Zvanzi naJehovha: ‘Uchaziva kuti ndini Jehovha nechinhu ichi: Ndicharova mvura yeNairi netsvimbo iri muruoko rwangu uye ichashanduka ikava ropa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀanzi naJehova: Ucaziʋa kuti ndini Jehova necinhu ici: Tarira, ndicaroʋa mvura iri murwizi netȿimbo iri muruʋoko rwaŋgu, ikashanduka ropa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Zvanzi naJehovha, ‘Uchaziva kuti ndini Jehovha nechinhu ichi: Tarira ndicharova mvura iri murwizi netsvimbo iri muruoko rwangu, ikashanduka ropa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Zvino, zvanzi naTenzi, ‘Muchazoziva kuti ini ndini Tenzi nokuda kwezvandichaita zvino. Ndicharova mvura iri muna Nairi netsvimbo yandakabata, mvura ichasanduka ichiva ropa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Zvino, zvanzi naTenzi, ‘Muchazoziva kuti ini ndini Tenzi nokuda kwezvandichaita zvino. Ndicharova mvura iri muna Nairi netsvimbo yandakabata, mvura ichasanduka ichiva ropa. Viz kapitola |