Eksodo 6:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 akati kwaari, “Ndini Jehovha. Taurira Faro mambo weIjipiti zvose zvandinokuudza.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Jehova akataura naMosesi, akati: Ndini Jehova; ʋudza Farao, mambo weEgipita, ɀinhu ɀose ɀandakakuʋudza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Jehovha akataura naMosesi, akati, “Ndini Jehovha; udza Farao, mambo weIjipiti, zvinhu zvose zvandakakuudza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 akati, “Ndini Tenzi! Enda undoudza Farao mambo weIjipiti zvinhu zvose zvandinokutaurira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 akati, “Ndini Tenzi! Enda undoudza Farao mambo weIjipiti zvinhu zvose zvandinokutaurira.” Viz kapitola |