Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 6:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Ereazari mwanakomana waAroni akawana mumwe wavanasikana vaPutieri, uye akamuberekera Finehazi. Ava ndivo vakanga vari vakuru vemhuri dzavaRevhi, mhuri nemhuri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ereazari, mŋanakomana waAroni, akawana mumŋe waʋakunda ʋaPutieri, iye akamuɓerekera Pinehasi. Ndiyo misoro yedzimba dzamadziɓaɓa aʋaRevi nemhuri dzaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Ereazari, mwanakomana waAroni, akawana mumwe wavakunda vaPutieri, iye akamuberekera Pinehasi. Ndiyo misoro yedzimba dzamadzibaba avaRevhi nemhuri dzavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Ereazari mwanakomana waAroni akaroora mwana waPutieri ndokubereka Finehasi. Ivava ndivo madzitateguru omudzinza rokwaRevhi mhuri nemhuri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Ereazari mwanakomana waAroni akaroora mwana waPutieri ndokubereka Finehasi. Ivava ndivo madzitateguru omudzinza rokwaRevhi mhuri nemhuri.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 6:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy