Eksodo 40:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “Utore mafuta okuzodza ugozodza tabhenakeri nezvinhu zvose zvirimo; uinatse nemidziyo yayo yose, uye ichava tsvene. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Utore ʋo mafuta okuzodza nawo, uzodze tabernakeri nawo, neɀose ɀiri mukati mayo; ugoitsaura, iyo neɀose ɀiri’mo, kuti ciʋe cinhu citȿene. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 “Utorewo mafuta okuzodza nawo, uzodze tabhenakeri nawo, nezvose zviri mukati mayo; ugoitsaura, iyo nezvose zvirimo, kuti chive chinhu chitsvene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Ndopaunozotora mafuta okuzodza wozodza tendhe rinoera nezvose zvirimo, uriteketerere kwandiri pamwechete nemidziyo yaro yose, richabva rava chinhu chinoera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 “Ndopaunozotora mafuta okuzodza wozodza tendhe rinoera nezvose zvirimo, uriteketerere kwandiri pamwechete nemidziyo yaro yose, richabva rava chinhu chinoera. Viz kapitola |