Eksodo 40:34 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Ipapo gore rakafukidza Tende Rokusangana, uye kubwinya kwaJehovha kwakazadza tabhenakeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ipapo gore rakafukidza tente rokusoŋgana, kubginya kwaJehova kukazadza tabernakeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Ipapo gore rakafukidza tende rokusangana, kubwinya kwaJehovha kukazadza tabhenakeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Ipapo gore rakakwidibira tendhe rokusanganira, kupenya kwokuvapo kwaTenzi kukazadza tendhe rinoera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Ipapo gore rakakwidibira tendhe rokusanganira, kupenya kwokuvapo kwaTenzi kukazadza tendhe rinoera. Viz kapitola |