Eksodo 4:30 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 uye Aroni akavaudza zvinhu zvose zvakanga zvaudzwa Mozisi naJehovha. Akaitawo zviratidzo pamberi pavanhu, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Aroni akataura mashoko ose akataurwa naJehova kunaMosesi, akaita ɀiratidzo pamberi pameso aʋanhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Aroni akataura mashoko ose akataurwa naJehovha kuna Mosesi, akaita zviratidzo pamberi pameso avanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Ipapo Aroni akavaudza mashoko ose akanga ataurirwa Mosesi naTenzi, akaita zviratidzo zvose zviya vaIsiraeri vachiona, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Ipapo Aroni akavaudza mashoko ose akanga ataurirwa Mosesi naTenzi, akaita zviratidzo zvose zviya vaIsiraeri vachiona, Viz kapitola |