Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 4:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Ipapo uti kuna Faro, ‘Zvanzi naJehovha: Israeri ndiye mwanakomana wangu wedangwe,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Ɀino undoti kunaFarao: Ɀanzi naJehova: Israeri, mŋanakomana waŋgu, iɗaŋgwe raŋgu;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Zvino undoti kuna Farao, ‘Zvanzi naJehovha, Isiraeri, mwanakomana wangu, idangwe rangu’;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Iwe unofanira kundotaurira Farao kuti, ‘Zvanzi naTenzi: Isiraeri ndiye mwanakomana wangu wedangwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Iwe unofanira kundotaurira Farao kuti, ‘Zvanzi naTenzi: Isiraeri ndiye mwanakomana wangu wedangwe.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 4:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy