Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 4:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Mozisi akapindura akati, “Ko, kana vakasanditenda kana kunditeerera uye vakati, ‘Jehovha haana kuzviratidza kwauri’?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino Mosesi akapindura, akati: Asi tarirai, haʋaŋganditendi, kana kuterera inzwi raŋgu, nokuti ʋacati: Jehova haana‐kuɀiratidza kwauri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino Mosesi akapindura akati, “Asi tarirai, havanganditendi, kana kuteerera izwi rangu, nokuti vachati, ‘Jehovha haana kuzviratidza kwauri.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mosesi akapindura achiti, “Ko, kana vaIsiraeri vakaramba kubvuma zvandichareva vasinganditeereri vachiti, ‘Inhema, Tenzi haana kuzviratidza kwauri, panozoitwa sei?’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Mosesi akapindura achiti, “Ko, kana vaIsiraeri vakaramba kubvuma zvandichareva vasinganditeereri vachiti, ‘Inhema, Tenzi haana kuzviratidza kwauri, panozoitwa sei?’ ”

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 4:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy