Eksodo 39:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 uye nguwani yomucheka wakaisvonaka, bhanhire romucheka romumusoro uye nenguo dzapasi dzomucheka wakarukwa zvakaisvonaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 neŋgoani yomuceka wakaiȿo‐naka, nedzimŋe ŋgoani dzakanaka dzomuceka wakaiȿo‐naka, namaburuku omuceka wakarukwa wakaiȿo‐naka, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 nenguwani yomucheka wakaisvonaka, nedzimwe nguwani dzakanaka dzomucheka wakaisvonaka, namabhuruku omucheka wakarukwa wakaisvonaka, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 kwouya ngundu yejira rerineni rakanakaisisa nenguwani dzejira rerineni rakanakisisa kwazvo, namabhurukwa ejira rerineni rakanakisisa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 kwouya ngundu yejira rerineni rakanakaisisa nenguwani dzejira rerineni rakanakisisa kwazvo, namabhurukwa ejira rerineni rakanakisisa, Viz kapitola |