Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 38:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Ndarira yakabva kuzvipiriso zvokuninira yaiva matarenda makumi manomwe namashekeri zviuru zviviri namazana mana.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Ndarira yeɀipo yakaŋga inamatarenta anamakumi manomŋe namashekeri aneɀuru ɀiʋiri namazana manna.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Ndarira yezvipo yakanga ina matarenda ana makumi manomwe namashekeri ane zviuru zviviri namazana mana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Ndarira yomupiro wokuvheyeswa yairema makirogiramu zviuru zviviri zvine mazana mana ana makumi maviri amakirogiramu namakirogiramu mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Ndarira yomupiro wokuvheyeswa yairema makirogiramu zviuru zviviri zvine mazana mana ana makumi maviri amakirogiramu namakirogiramu mashanu.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 38:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy