Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 38:21 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Uku ndiko kuwanda kwezvinhu zvakashandiswa patabhenakeri, iyo tabhenakeri yeChipupuriro, zvakanyorwa pakurayira kwaMozisi navaRevhi vari pasi paItamari mwanakomana waAroni, muprista.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ndiko kuwanda kweɀinhu ɀetabernakeri, ɀetabernakeri yecipupuriro, pakuʋereŋgwa kwaɀo nokuraira kwaMosesi; ʋaRevi ʋakaite‐ɓasa iro ʋacirairwa naItamari, mŋanakomana waAroni muprista.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Ndiko kuwanda kwezvinhu zvetabhenakeri, zvetabhenakeri yechipupuriro, pakuverengwa kwazvo nokuraira kwaMosesi; vaRevhi vakaita basa iro vachirairwa naItamari, mwanakomana waAroni mupristi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Zviri pano apa ndizvo zvose zvakashandiswa mutendhe rinoera, tendhe rechitenderano, sokuverengwa kwazvakaitwa zvichitungamirirwa naItamaru, mwanakomana womupristi Aroni, sokuudzwa kwaakanga aitwa naMosesi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Zviri pano apa ndizvo zvose zvakashandiswa mutendhe rinoera, tendhe rechitenderano, sokuverengwa kwazvakaitwa zvichitungamirirwa naItamaru, mwanakomana womupristi Aroni, sokuudzwa kwaakanga aitwa naMosesi.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 38:21

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy