Eksodo 37:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Vakagadzira mapango omuti womuunga uye vakaafukidza negoridhe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Akaita ʋo matanda omuakasia, akaafukidza nendarama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Akaitawo matanda omuakasia, akaafukidza nendarama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Akaveza mapango omuunga, akaanamirira ndarama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Akaveza mapango omuunga, akaanamirira ndarama. Viz kapitola |