Eksodo 37:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Vakaita mwenje yacho minomwe, pamwe chete nembato dzacho uye nendiro dzacho, dzegoridhe rakaisvonaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Akaita mŋenje yaco minomŋe, nembato dzaco, nendiro dzaco, ɀose nendarama yakaiȿo‐naka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Akaita mwenje yacho minomwe, nembato dzacho, nendiro dzacho, zvose nendarama yakaisvonaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Akagadzira marambi manomwe okuisa pachigadzikiro ichi, nezvigero zvokuchekesa tambo dzamarambi netireyi dzendarama chaiyo yakanakisisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Akagadzira marambi manomwe okuisa pachigadzikiro ichi, nezvigero zvokuchekesa tambo dzamarambi netireyi dzendarama chaiyo yakanakisisa. Viz kapitola |