Eksodo 37:21 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Bukira rimwe chete rakanga riri pasi pamatavi maviri okutanga aibva pachigadziko chomwenje, bukira rechipiri rakanga riri pasi pamatavi maviri aitevera, uye bukira rechitatu rakanga riri pasi pamatavi mamwezve maviri, ose ari matanhatu pamwe chete. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 nefundo panyasi pamataʋi maʋiri akaŋga akaʋumbga pamŋe cete naco; nefundo ɀe panyasi pamataʋi maʋiri akaʋumbga pamŋe cete naco, akafanana namataʋi matanhatu akaɓuɗa pacigadziko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 nefundo panyasi pamatavi maviri akanga akaumbwa pamwechete nacho; nefundozve panyasi pamatavi maviri akaumbwa pamwechete nacho, akafanana namatavi matanhatu akabuda pachigadziko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Pose pose paisangana hunde namapazi maviri maviri nechepasi pawo, ose ari matanhatu, pakange pakanamatidzwa ruva rimwechete risati razaruka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Pose pose paisangana hunde namapazi maviri maviri nechepasi pawo, ose ari matanhatu, pakange pakanamatidzwa ruva rimwechete risati razaruka. Viz kapitola |