Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 36:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Zvidzitiro zvose zvakanga zvakaenzana, zvakareba makubhiti makumi maviri namasere uye makubhiti mana paupamhi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Kureɓa kwejira rimŋe kwaiʋa makubiti makumi maʋiri namasere, noʋupamhi bgejira rimŋe makubiti manna; macira ose akaŋga akaenzana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Kureba kwejira rimwe kwaiva makubhiti makumi maviri namasere, noupamhi hwejira rimwe makubhiti mana; machira ose akanga akaenzana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Machira acho ose akanga akaenzana, urefu hwawo hwaiita mamita gumi namaviri, hwasha hwawo huchiita mamita maviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Machira acho ose akanga akaenzana, urefu hwawo hwaiita mamita gumi namaviri, hwasha hwawo huchiita mamita maviri.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 36:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy