Eksodo 36:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 nokuti zvavakanga vatova nazvo zvakanga zvatowandisa pane zvaidiwa kuita basa rose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Nokuti ɀaʋakaŋga ʋanaɀo, ɀakakwanira maɓasa ose aʋaifanira kuita, ɀimŋe ɀikasara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Nokuti zvavakanga vanazvo, zvakakwanira mabasa ose avaifanira kuita, zvimwe zvikasara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 nokuti zvipo zvakanga zvaunzwa kare zvakanga zvatokwana kuitisa basa iroro, zvichitopfuuridza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 nokuti zvipo zvakanga zvaunzwa kare zvakanga zvatokwana kuitisa basa iroro, zvichitopfuuridza. Viz kapitola |