Eksodo 36:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Vakabatanidza zvidzitiro zvishanu pamwe chete kuti zvive mubatanidzwa mumwe chete, uye zvimwe zvitanhatu kuti zvive pamwe chete. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Akaɓatanidza macira mashanu pamŋe cete, namacira matanhatu pamŋe cete ɀe; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Akabatanidza machira mashanu pamwechete, namachira matanhatu pamwechetezve; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Akabatanidza pamwechete machira mashanu pawo oga, ndokubatanidzawo pamwechete mamwe machira matanhatu pawo oga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Akabatanidza pamwechete machira mashanu pawo oga, ndokubatanidzawo pamwechete mamwe machira matanhatu pawo oga. Viz kapitola |