Eksodo 36:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ipapo vakaita zvikorekedzo zvegoridhe makumi mashanu ndokuzvishandisa kusonanidza zvibatanidzwa zviviri zvezvidzitiro pamwe chete kuitira kuti tabhenakeri ive chinhu chimwe chete. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Akaita ʋo ɀikorekedzo ɀendarama ɀinamakumi mashanu, akaɓatanidza macira neɀikorekedzo iɀoɀo; naiɀoɀo tabernakeri ikaʋa cinhu cimŋe cete. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Akaitawo zvikorekedzo zvendarama zvina makumi mashanu, akabatanidza machira nezvikorekedzo izvozvo; naizvozvo tabhenakeri ikava chinhu chimwe chete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akagadzira zvikochekero zvendarama makumi mashanu, ndokubatanidza machira makuru okudzikatirisa maviri aye nezvikochekero izvozvo rikava tendhe rimwechete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Akagadzira zvikochekero zvendarama makumi mashanu, ndokubatanidza machira makuru okudzikatirisa maviri aye nezvikochekero izvozvo rikava tendhe rimwechete. Viz kapitola |