Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 34:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Mozisi akati aburuka muGomo reSinai aine mahwendefa maviri eChipupuriro mumaoko ake, akanga asingazivi kuti chiso chake chaibwinya nokuti akanga ataura naJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Ɀino Mosesi wakati aciɓuruka pagomo reSinai, Mosesi akaɓata mahwendefa maʋiri ecipupuriro mumaʋoko ake, Mosesi wakaŋga asiŋgaziʋi, aciɓuruka pagomo, kuti ganda reciso cake rakaŋga ricibginya ɀaakaŋga ataura naye.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Zvino Mosesi wakati achiburuka pagomo reSinai, Mosesi akabata mahwendefa maviri echipupuriro mumaoko ake, Mosesi wakanga asingazivi, achiburuka pagomo, kuti ganda rechiso chake rakanga richibwinya zvaakanga ataura naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Mosesi akazoburuka mugomo reSinai, paaiburuka mugomo akanga akatakura mumaoko mafendefa maviri eMitemo gumi. Asi haana kuziva kuti chiso chake chakanga chava kupenya pamusana pokutaura kwaakanga aita naMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Mosesi akazoburuka mugomo reSinai, paaiburuka mugomo akanga akatakura mumaoko mafendefa maviri eMitemo gumi. Asi haana kuziva kuti chiso chake chakanga chava kupenya pamusana pokutaura kwaakanga aita naMwari.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 34:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy