Eksodo 33:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Jehovha akapindura akati, “Kuvapo kwangu kuchaenda newe, uye ndichakupa zororo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Jehoʋa akati: Ini ndimene ndicaenda newe, ndikupe zororo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Jehovha akati, “Ini ndimene ndichaenda newe, ndikupe zororo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mwari akapindura achiti, “Ndichaenda ndichiratidza kuti ndinemi, ndigokupai rugare.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Mwari akapindura achiti, “Ndichaenda ndichiratidza kuti ndinemi, ndigokupai rugare.” Viz kapitola |