Eksodo 32:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Jehovha akati kuna Mozisi, “Ndaona vanhu ava, uye vanhu vane mitsipa mikukutu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Ndatarira ʋanhu aʋa, ndaʋona kuti ʋanhu ʋanemitsipa mikukutu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Ndatarira vanhu ava, ndaona kuti vanhu vane mitsipa mikukutu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Tenzi akati kuna Mosesi, “Ndaona zvino kuti vaIsiraeri ava itsvuuramuromo dzavanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Tenzi akati kuna Mosesi, “Ndaona zvino kuti vaIsiraeri ava itsvuuramuromo dzavanhu. Viz kapitola |