Eksodo 32:35 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Uye Jehovha akarova vanhu nedenda nokuda kwezvavakaita nemhuru yakaitwa naAroni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Jehova akaroʋa ʋanhu, nokuti ʋakaŋga ʋaita mhuru yakaitwa naAroni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Jehovha akarova vanhu, nokuti vakanga vaita mhuru yakaitwa naAroni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Tenzi akazorova vaIsiraeri neshamhu yedenda nokuti vakanga vaumba chimhuru chavakagadzirirwa naAroni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Tenzi akazorova vaIsiraeri neshamhu yedenda nokuti vakanga vaumba chimhuru chavakagadzirirwa naAroni. Viz kapitola |