Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 32:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Aroni akapindura akati, “Regai kutsamwa, ishe wangu. Munoziva kuti vanhu ava vanorerekera sei pakutadza.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Aroni akati: Shuŋgu dzashe waŋgu ŋgadzirege kumuka hadzo; munoziʋa ʋanhu aʋa, kuti ʋanoŋgoɗa kutadza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Aroni akati, “Shungu dzashe wangu ngadzirege kumuka hadzo; munoziva vanhu ava, kuti vanongoda kutadza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Aroni ndokuti, “Musandivirukire zvenyu nehasha changamire. Imi munoziva kuti vanhu ava vanhu vane mwoyo wakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Aroni ndokuti, “Musandivirukire zvenyu nehasha changamire. Imi munoziva kuti vanhu ava vanhu vane mwoyo wakaipa.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 32:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy