Eksodo 32:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Joshua akati anzwa mheremhere yavanhu vaidanidzira, akati kuna Mozisi, “Mune ruzha rwehondo mumusasa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino Joshua wakati acinzwa mhere‐mhere yaʋanhu ʋanopururudza, akati kunaMosesi: Kunemhere‐mhere yokurwa kumisasa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Zvino Joshua wakati achinzwa mhere-mhere yavanhu vanopururudza, akati kuna Mosesi, “Kune mhere-mhere yokurwa kumisasa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Joshuwa akanzwa vanhu vachiita mheremhere akataura naMosesi achiti, “Ndiri kunzwa mheremhere kumatendhe, inenge yavanhu vari kurwa hondo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Joshuwa akanzwa vanhu vachiita mheremhere akataura naMosesi achiti, “Ndiri kunzwa mheremhere kumatendhe, inenge yavanhu vari kurwa hondo.” Viz kapitola |