Eksodo 30:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Vose vanoyambuka, vaya vana makore makumi maviri kana anopfuura iwayo, vanofanira kupa chipiriso kuna Jehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Mumŋe nomumŋe unoɗarika kunaʋakaʋereŋgwa, waʋa namakore makumi maʋiri kana wapfuʋura makore iwayo, unofanira kupa Jehova cipo iceco. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 “Mumwe nomumwe unodarika kuna vakaverengwa, wava namakore makumi maviri kana wapfuura makore iwayo, anofanira kupa Jehovha chipo ichocho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Munhu wose wose anenge averengwa ana makore makumi maviri kana anoraudza ipapo ngaabvise mupiro iwoyo weni Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Munhu wose wose anenge averengwa ana makore makumi maviri kana anoraudza ipapo ngaabvise mupiro iwoyo weni Tenzi. Viz kapitola |