Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 29:44 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

44 “Saka ndichatsaura Tende Rokusangana nearitari uye ndichatsaura Aroni navanakomana vake kuti vandishumire savaprista.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

44 Tente rokusoŋgana neartari ndicaɀitsaura; ʋuye Aroni naʋanakomana ʋake ndicaʋatsaura, kuti ʋandishumire paɓasa roʋuprista.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

44 Tende rokusangana neatari ndichazvitsaura; uye Aroni navanakomana vake ndichavatsaura, kuti vandishumire pabasa roupristi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

44 Ndichaita kuti tendhe rokusanganira neatari zvive zvinhu zvinoera. Ndichaitawo kuti Aroni navanakomana vake vave vanhu vanoera, vandishandire savapristi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

44 Ndichaita kuti tendhe rokusanganira neatari zvive zvinhu zvinoera. Ndichaitawo kuti Aroni navanakomana vake vave vanhu vanoera, vandishandire savapristi.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 29:44

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy