Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 29:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Uzviise mudengu uye ugozvikumikidza zviri imomo, pamwe chete nehando uye makondobwe maviri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Uɀiise muɗeŋgu rimŋe, ugoʋuya naɀo ɀiri muɗeŋgu, pamŋe cete nenzombe ɗuku namakondobge maʋiri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Uzviise mudengu rimwe, ugouya nazvo zviri mudengu, pamwechete nenzombe duku namakondohwe maviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Unozviisa mutswanda, wouya nazvo zviri mutswanda imomo, uuyewo nehandira nehondohwe mbiri dziya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Unozviisa mutswanda, wouya nazvo zviri mutswanda imomo, uuyewo nehandira nehondohwe mbiri dziya.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 29:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy