Eksodo 28:42 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 “Uite nguo dzapasi dzomucheka dzive chifukidzo chomuviri, dzinobva muchiuno kusvikira kumabvi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Unofanira kuʋaitira maburuku omuceka kuti ʋafukidze nyama yaʋo yakashama; ŋgaataŋge paɀiʋuno, aȿikire pacidɀa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 Unofanira kuvaitira mabhuruku omucheka kuti vafukidze nyama yavo yakashama; ngaatange pazviuno, asvikire pachidya; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Unovagadzirirawo mabhurukwa erineni anobva muchiuno achisvika mumabvi kuti miviri yavo irege kuonekwa pachena navanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona42 Unovagadzirirawo mabhurukwa erineni anobva muchiuno achisvika mumabvi kuti miviri yavo irege kuonekwa pachena navanhu. Viz kapitola |