Eksodo 27:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Kumucheto nechokumabvazuva kwakatarisana nokunobuda nezuva, upamhi hworuvazhe hunofanira kuva makubhiti makumi mashanu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Napaʋupamhi bgoruʋazhe kurutiʋi rwamabvazuʋa, kunotarira kumabvazuʋa, ŋgakuʋe namakubiti anamakumi mashanu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Napaupamhi hworuvazhe kurutivi rwamabvazuva, kunotarira kurutivi rwamabvazuva, kunotara kumabvazuva, ngakuve namakubhiti ana makumi mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Hwasha hwenhandare iyoyo kumabvazuva, kune musuo wayo, ngakuite mamita makumi maviri ana maviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Hwasha hwenhandare iyoyo kumabvazuva, kune musuo wayo, ngakuite mamita makumi maviri ana maviri. Viz kapitola |