Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 26:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Uite zvishwe zvomucheka webhuruu kurutivi rwokumucheto wechidzitiro zvakabatanidzwa pamwe chete, uye ugoita zvimwe chete nechidzitiro chokumucheto mune zvimwe zvakabatanidzwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Uite ɀiswe ɀitema pamupendero wejira rimŋe rokupedzisira panaakaɓatanidzwa pamŋe cete; ugoita ʋo saiɀoɀo pamupendero wejira rokupedzisira panaakaɓatanidzwa ɀe pamŋe cete.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Uite zvishwe zvitema pamupendero wejira rimwe rokupedzisira panaakabatanidzwa pamwechete; ugoitawo saizvozvo pamupendero wejira rokupedzisira panaakabatanidzwazve pamwechete.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Usungewo zvishwe zvomucheka woruvara rwedenga pamupendero wejira rokunzekunze pamachira aye okutanga, uite saizvozvo pamupendero wejira rokunzekunze pamachira echipiri aya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Usungewo zvishwe zvomucheka woruvara rwedenga pamupendero wejira rokunzekunze pamachira aye okutanga, uite saizvozvo pamupendero wejira rokunzekunze pamachira echipiri aya.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 26:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy