Eksodo 2:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ipapo hanzvadzi yake yakakumbira mwanasikana waFaro ikati, “Ndingaenda here ndikandokutorerai mumwe wavakadzi vechiHebheru kuti azokurererai mwana?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ipapo hanɀadzi yake yakati kumukunda waFarao: Ko handiŋgaendi ndikakuɗanirai mumŋisi kuʋakadzi ʋaʋaHeberu, kuti akumŋisirei mŋana here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Ipapo hanzvadzi yake yakati kumukunda waFarao, “Ko handingaendi ndikakudanirai mumwisi kuvakadzi vavaHebheru, kuti akumwisirei mwana here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ipapo hanzvadzi yomwana uyu yakauyapo ikati kumukunda waFarao, “Ko ndingakudaidzirei zvangu here mureri pavakadzi vechiHebheru wokukuyamwisirai mwana uyu?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Ipapo hanzvadzi yomwana uyu yakauyapo ikati kumukunda waFarao, “Ko ndingakudaidzirei zvangu here mureri pavakadzi vechiHebheru wokukuyamwisirai mwana uyu?” Viz kapitola |