Eksodo 2:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 uye mukadzi uyu akava nemimba akabereka mwanakomana. Paakaona kuti akanga ari mwana akanaka, akamuvanza kwemwedzi mitatu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Mukadzi akaʋa nemimba, akaɓereka mŋanakomana; ɀino wakati aciʋona kuti mŋana wakanaka, akamuʋanza mŋedzi mitatu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Mukadzi akava nemimba, akabereka mwanakomana; zvino akati achiona kuti mwana akanaka, akamuvanza mwedzi mitatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Mudzimai wake akava napamuviri ndokubereka mwana mukomana. Paakaona kuti mwana wake mwana akanaka kwazvo, akamuhwandisa kwemwedzi mitatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Mudzimai wake akava napamuviri ndokubereka mwana mukomana. Paakaona kuti mwana wake mwana akanaka kwazvo, akamuhwandisa kwemwedzi mitatu. Viz kapitola |