Eksodo 2:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Vasikana pavakadzokera kuna Reueri baba vavo, akavabvunza akati, “Makurumidza seiko kudzoka nhasi?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino ʋakati ʋaciȿika kunaRehueri, ɓaɓa ʋaʋo, iʋo ʋakati: Makurumidza kudzoka seiko nhasi? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Zvino vakati vachisvika kuna Rueri, baba vavo, ivo vakati, “Makurumidza kudzoka seiko nhasi?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Pavakadzokera kuna baba vavo Reueri baba ivavo vakati, “Ko nhasi makurumidziswa nei kudai?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Pavakadzokera kuna baba vavo Reueri baba ivavo vakati, “Ko nhasi makurumidziswa nei kudai?” Viz kapitola |