Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 16:31 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Vanhu veIsraeri vakatumidza chingwa icho kuti mana. Chakanga chakachena semhodzi yekorianda uye chainaka sechingwa chine uchi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Ɀino ʋeimba yaIsraeri ʋakatumidza iɀoɀo zita rinonzi Mana; cakaŋga ciri cicena setsaŋga yekorianderi; kunaka kwaɀo kwakaŋga kwakafanana neɀiŋgwa ɀakaɓikwa noʋuci.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Zvino veimba yaIsiraeri vakatumidza izvozvo zita rinonzi Mana; chakanga chiri chichena setsanga yekorianderi; kunaka kwazvo kwakanga kwakafanana nezvingwa zvakabikwa nouchi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 VaIsiraeri vakatumidza chokudya ichocho zita rokuti mana. Mana iyi zvaiva zviri zvinhu zvidikidiki zvichena zvainge mhodzi yomukorianda zvichitapira sechingwa chakabikwa nouchi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 VaIsiraeri vakatumidza chokudya ichocho zita rokuti mana. Mana iyi zvaiva zviri zvinhu zvidikidiki zvichena zvainge mhodzi yomukorianda zvichitapira sechingwa chakabikwa nouchi.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 16:31

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy