Eksodo 16:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Kunyange zvakadaro hazvo, vamwe vanhu vakabuda kundounganidza nezuva rechinomwe, asi havana chavakawana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino nezuʋa recinomŋe ʋamŋe ʋakaɓuɗa kundoɀiʋuŋganidza, asi haʋana‐kuwana cinhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Zvino nezuva rechinomwe vamwe vakabuda kunozviunganidza, asi havana kuwana chinhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Pazuva rechinomwe vamwe vakaenda vachida kundononga chingwa chiya asi hapana chavakawana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Pazuva rechinomwe vamwe vakaenda vachida kundononga chingwa chiya asi hapana chavakawana. Viz kapitola |