Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 16:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Ipapo Mozisi akati kwavari, “Hakuna munhu anofanira kusara nezvimwe kusvikira mangwanani.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Mosesi akati kwaʋari: Kurege kuʋa nomunhu unosiya ɀimŋe kuȿikira maŋgwana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Mosesi akati kwavari, “Kurege kuva nomunhu anosiya zvimwe kusvikira mangwana.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Mosesi akavati, “Hapana anofanira kusiya chimwe kusvikira mangwana mangwanani.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Mosesi akavati, “Hapana anofanira kusiya chimwe kusvikira mangwana mangwanani.”

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 16:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy