Eksodo 16:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Dova rakati rapera, mahwendefa matete akanga akaita samazaya echando akaonekwa pasi murenje. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino ɗoʋa rakaŋga riri pasi rakati radzimuka, ʋakaʋona ɀinhu ɀiɗuku ɀakaʋuruŋgana ɀakaŋga ɀiri pasi murenje, ɀiɗuku secando pavu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvino dova rakanga riri pasi rikati radzimuka, vakaona zvinhu zviduku zvakaurungana zvakanga zviri pasi murenje, zviduku sechando pavhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kuzoti dova riya raoma, kwakaonekwa zvimwe zvinhu zvidikidiki zvakaita samafefenhwa, zvakasara zvakati ware ware pasi murenje imomo zvichinge chando. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Kuzoti dova riya raoma, kwakaonekwa zvimwe zvinhu zvidikidiki zvakaita samafefenhwa, zvakasara zvakati ware ware pasi murenje imomo zvichinge chando. Viz kapitola |