Eksodo 15:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Mvura yakadzika yakavafukidza; vakanyura kwakadzika sedombo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Mʋura yakadzika yakaʋafukidza; Ʋakanyura makadzika sebge. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Mvura yakadzika yakavafukidza; vakanyura makadzika sebwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 mvura zhinji ikavanyudza vakanyura pasi pasi kuti vido sebwe! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 mvura zhinji ikavanyudza vakanyura pasi pasi kuti vido sebwe! Viz kapitola |