Eksodo 15:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 “Murudo rwenyu rusingaperi muchatungamirira vanhu vamakadzikinura. Musimba renyu imi muchavatungamirira kuugaro hwenyu hutsvene. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Makafambisa nenyasha dzenyu ʋanhu ʋamakadzikinura; Makaʋaperekedza nesimba renyu kuʋugaro bgenyu ʋutȿene. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Makafambisa nenyasha dzenyu vanhu vamakadzikinura; makavaperekedza nesimba renyu kuugaro hwenyu utsvene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vanhu vamakanunura munovatungamirira, munovatungamirira nomwoyochena wenyu. Munovatungamirira nesimba renyu munovaperekedza kunyika yenyu inoera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Vanhu vamakanunura munovatungamirira, munovatungamirira nomwoyochena wenyu. Munovatungamirira nesimba renyu munovaperekedza kunyika yenyu inoera. Viz kapitola |