Eksodo 14:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Saka akaita kuti ngoro dzake dzigadzirwe uye akatora hondo yake akaenda nayo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino akagadzira ŋgoro yake, akaenda naʋanhu ʋake; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Zvino akagadzira ngoro yake, akaenda navanhu vake; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Farao akarongedzera ngoro yake akakukuchana nehondo yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Farao akarongedzera ngoro yake akakukuchana nehondo yake. Viz kapitola |