Eksodo 13:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Pazuva iroro uudze mwanakomana wako kuti, ‘Ndinoita izvi nokuda kwezvandakaitirwa naJehovha pandakabuda muIjipiti.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋudza mŋanakomana wako nomusi iwoyo, uti: Ndiɀo ɀinoratidza ɀandakaitirwa naJehova musi wandakaɓuɗa Egipita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Udza mwanakomana wako nomusi iwoyo, uti, ‘Ndizvo zvinoratidza zvandakaitirwa naJehovha musi wandakabuda Ijipiti.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Munozofanira kuudza vana venyu pazuva iroro kuti, ‘Zvinhu izvi, tiri kuzviita pamusana pezvatakaitirwa naTenzi patakabva kuIjipiti.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Munozofanira kuudza vana venyu pazuva iroro kuti, ‘Zvinhu izvi, tiri kuzviita pamusana pezvatakaitirwa naTenzi patakabva kuIjipiti.’ Viz kapitola |