Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 12:40 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

40 Zvino nguva yakagara vanhu veIsraeri muIjipiti yakanga iri makore mazana mana namakumi matatu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

40 Ɀino ŋguʋa yakagara ʋana ʋaIsraeri muEgipita akaŋga ari makore anamazana manna namakumi matatu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

40 Zvino nguva yakagara vana vaIsiraeri muIjipiti akanga ari makore ana mazana mana namakumi matatu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 VaIsiraeri vakanga vagara muIjipiti mazana mana amakore namakore makumi matatu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

40 VaIsiraeri vakanga vagara muIjipiti mazana mana amakore namakore makumi matatu.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 12:40

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy