Eksodo 12:33 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 VaIjipita vakakurudzira vanhu kuti vakurumidze kubva munyika. Nokuti vakati, “Zvimwe tingafa tose!” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 ƲaEgipita ʋakakurudzira ʋanhu kwaɀo, kuti ʋakurumidze kuʋaɓuɗisa panyika, nokuti ʋakati: Isu tofa tose! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 VaIjipiti vakakurudzira vanhu kwazvo, kuti vakurumidze kuvabudisa panyika, nokuti vakati, “Isu tofa tose!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 VaIjipiti vakakurudzira vaIsiraeri kuti vakurumidze kubuda munyikamo vachiti, “Kana mukasaenda tose tingapere kufa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 VaIjipiti vakakurudzira vaIsiraeri kuti vakurumidze kubuda munyikamo vachiti, “Kana mukasaenda tose tingapere kufa.” Viz kapitola |