Eksodo 12:26 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Uye pamuchabvunzwa navana venyu vachiti, ‘Zvinoreveiko izvi kwamuri?’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀino kana ʋana ʋenyu ʋakati kwamuri: Ƃasa iri rinoti kuɗiniko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Zvino kana vana venyu vakati kwamuri, ‘Basa iri rinoti kudiniko?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Vana venyu vakazokubvunzai kuti, ‘Ko mabiko aya anoreveiko?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Vana venyu vakazokubvunzai kuti, ‘Ko mabiko aya anoreveiko?’ Viz kapitola |