Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 12:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Pamunopinda munyika yamuchapiwa naJehovha sezvaakavimbisa, mucherechedze chirevo ichi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ɀino kana mucizoȿika panyika yamucapiwa naJehova, seɀaakakupikirai, muceŋgete ɓasa iri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Zvino kana muchizosvika panyika yamuchapiwa naJehovha, sezvaakakupikirai, muchengete basa iri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Kana mazosvika kunyika yamakatsidzirwa kupiwa naTenzi, chengetai zuva guru irori.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Kana mazosvika kunyika yamakatsidzirwa kupiwa naTenzi, chengetai zuva guru irori.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 12:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy