Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 12:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Musadya chinhu chakabikwa nembiriso. Pose pamunogara, munofanira kudya chingwa chisina mbiriso.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Regai kudya cinhu cakaʋiriswa; padzimba dzenyu dzose mudye ɀiŋgwa ɀisina‐kuʋiriswa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Regai kudya chinhu chakaviriswa; padzimba dzenyu dzose mudye zvingwa zvisina kuviriswa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Musambodya zvenyu chingwa chine mbiriso. Mose mamunenge mugere munofanira kudya chingwa chisina mbiriso.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Musambodya zvenyu chingwa chine mbiriso. Mose mamunenge mugere munofanira kudya chingwa chisina mbiriso.”

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 12:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy