Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 10:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Mozisi akapindura akati, “Tichaenda navaduku vedu uye navakuru, pamwe chete navanakomana vedu navanasikana vedu, uye namakwai edu nemombe dzedu, nokuti tinofanira kuita mutambo wokupemberera Jehovha.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Mosesi akati: Ticaenda naʋaɗuku ʋeɗu, naʋakuru ʋeɗu, naʋanakomana ʋeɗu naʋanasikana ʋeɗu; ticaenda namakwai eɗu, neŋombe dzeɗu; nokuti tinofanira kuitira Jehova mutambo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Mosesi akati, “Tichaenda navaduku vedu, navakuru vedu, navakomana vedu navasikana vedu; tichaenda namakwai edu, nemombe dzedu; nokuti tinofanira kuitira Jehovha mutambo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Mosesi akati, “Tichaenda tose vakuru navaduku. Tichatakura vana vedu vakomana navasikana. Tichaendawo nemombe nezvimwe zvipfuwo zvedu zvose nokuti tiri kundoita mabiko chaiwo okupemberera Tenzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Mosesi akati, “Tichaenda tose vakuru navaduku. Tichatakura vana vedu vakomana navasikana. Tichaendawo nemombe nezvimwe zvipfuwo zvedu zvose nokuti tiri kundoita mabiko chaiwo okupemberera Tenzi.”

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 10:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy