Eksodo 10:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Kana uchiramba kuvatendera kuenda, ini ndichauyisa mhashu munyika yako mangwana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti kana ukaramba kutendera ʋanhu ʋaŋgu kuenda, tarira, maŋgwana ndicaʋuyisa mhashu panyika yenyu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Nokuti kana ukaramba kutendera vanhu vangu kuenda, tarira, mangwana ndichauyisa mhashu panyika yenyu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 nokuti kana ukaramba kuti vanhu vangu vaende, ndichaunza mhashu munyika mako mangwana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 nokuti kana ukaramba kuti vanhu vangu vaende, ndichaunza mhashu munyika mako mangwana. Viz kapitola |