Eksodo 1:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Saka Mwari akaitira vananyamukuta zvakanaka uye vanhu vakawedzerwa vakava vazhinji kwazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Naiɀoɀo Mŋari akaitira madzimbuya ɀakanaka, ʋanhu ʋakawanda kwaɀo, ʋakaʋa nesimba kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Naizvozvo Mwari akaitira madzimbuya zvakanaka, vanhu vakawanda kwazvo, vakava nesimba kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Naizvozvo Mwari akaitira vananyamukuta ava zvakanaka. VaIsiraeri vakaramba vachiwanda vakasimba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Naizvozvo Mwari akaitira vananyamukuta ava zvakanaka. VaIsiraeri vakaramba vachiwanda vakasimba. Viz kapitola |