Eksodo 1:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Asi pavakanyanya kudzvinyirirwa ndipo pavakanyanya kuwanda uye nokupararira; saka vaIjipita vakasvika pakutya vaIsraeri Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Asi ʋaciramba ʋaciʋanetsa, iʋo ʋakaramba ʋaciwanda kwaɀo, ʋaciŋgopararira. Ʋakaʋora mŋoyo nokuɗa kwaʋana ʋaIsraeri Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Asi vachiramba vachivanetsa, ivo vakaramba vachiwanda kwazvo, vachingopararira. Vakaora mwoyo nokuda kwavana vaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 VaIsiraeri pavaioneswa ndondo kudaro, ndipo pavakatonyanya kuwanda nokutekeshera nenyika yose iyoyo. Pamusana paizvozvi vaIjipiti vakatya vaIsiraeri zvikuru, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 VaIsiraeri pavaioneswa ndondo kudaro, ndipo pavakatonyanya kuwanda nokutekeshera nenyika yose iyoyo. Pamusana paizvozvi vaIjipiti vakatya vaIsiraeri zvikuru, Viz kapitola |